Mateo 4:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Dhiabhori akamutora akaenda naye kuguta dzvene pamusorosoro chaipo peTemberi akati kwaari, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino Diaborosi akamuisa muguta dɀene, akamumisa paciruʋu cetembere, See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Zvino Dhiabhori akaenda naye kuguta dzvene, akamumisa pachiruvi chetemberi, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Dhiabhori akamutora akaenda naye kuguta dzvene pamusorosoro chaipo peTemberi akati kwaari, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Ipapo dhiabhori akamutora akaenda naye muguta dzvene uye akandomuita kuti amire pachiruvi chetemberi, akati, See the chapter |