Online Bible

- Advertisements -




Mateo 24:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Asi iye akapindura achiti, “Muri kuona zvose izvi handiti, zvechokwadi ndinoti kwamuri hapachazosara dombo riri pamusoro perimwe risingazokoromotserwa pasi.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Akapindura, akati kwaʋari: Munoʋona ɀinhu iɀi ɀose here? Ɀirokwaɀo ndinoti kwamuri: Hakuŋgaregwi ibge pamsoro pebge, risiŋgazowisirwi pasi.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Akapindura, akati kwavari, “Munoona zvinhu izvi zvose here? Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, hakungaregwi dombo pamusoro pedombo, risingazowisirwi pasi.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Asi iye akapindura achiti, “Muri kuona zvose izvi handiti, zvechokwadi ndinoti kwamuri hapachazosara dombo riri pamusoro perimwe risingazokoromotserwa pasi.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Iye akati kwavari, “Muri kuona zvinhu izvi zvose here? Ndinokuudzai chokwadi kuti hakuna ibwe richasara pano riri pamusoro perimwe; ose achawisirwa pasi.”

See the chapter Copy




Mateo 24:2

Follow us:

Advertisements


Advertisements