Mateo 2:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Vakamutaurira kuti, “MuBheterehemu yokuJudhea nokuti ndizvo zvakanyorwa nomuporofita zvichinzi, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ʋakati kwaari: PaBetrehema reJudea; nokuti ndiɀo ɀakanyorwa nomuprofita, ɀicinzi: See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Vakati kwaari, “MuBheterehemu reJudhea; nokuti ndizvo zvakanyorwa nomuporofita, zvichinzi; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Vakamutaurira kuti, “MuBheterehemu yokuJudhea nokuti ndizvo zvakanyorwa nomuporofita zvichinzi, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Vakapindura vachiti, “MuBheterehema reJudhea nokuti izvi ndizvo zvakanyorwa nomuprofita achiti: See the chapter |