Online Bible

- Advertisements -




Mateo 2:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 vachiti, “Ari kupiko mwana akaberekwa, mambo wavaJudha? Nokuti takaona nyenyedzi yake kumabvazuva zvino tauya kuzomugwadamira.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 ʋakati: Uripiko Mambo waʋaJuda wakaɀarwa? nokuti takaʋona nyeredzi yake kumabvazuʋa, taʋuya kuzomunamata.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 vakati, “Aripiko Mambo wavaJudha akazvarwa? Nokuti takaona nyeredzi yake kumabvazuva, tauya kuzomupfugamira.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 vachiti, “Ari kupiko mwana akaberekwa, mambo wavaJudha? Nokuti takaona nyenyedzi yake kumabvazuva zvino tauya kuzomugwadamira.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 uye vakabvunza vakati, “Aripiko uyo achangoberekwa anova mambo wavaJudha? Takaona nyeredzi yake kumabvazuva, uye tauya kuzomunamata.”

See the chapter Copy




Mateo 2:2

Follow us:

Advertisements


Advertisements