Mateo 15:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona35 Akati vanhu vagare pasi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ɀino akaraira ʋanhu ʋazhinji kuti ʋagare pasi; See the chapterShona Bible 1949 revised 200235 Zvino akaraira vanhu vazhinji kuti vagare pasi; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Akati vanhu vagare pasi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Akarayira kuti vanhu vose vagare pasi. See the chapter |