Mariko 4:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Akavadzidzisa zvinhu zvakawanda nemienzaniso. Achinokuvadzidzisa kudaro akati kwavari, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Akaʋadzidzisa ɀizhinji nemifananidzo, akati kwaʋari pakudzidzisa kwake: See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Akavadzidzisa zvizhinji nemifananidzo, akati kwavari pakudzidzisa kwake, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akavadzidzisa zvinhu zvakawanda nemienzaniso. Achinokuvadzidzisa kudaro akati kwavari, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Akavadzidzisa zvinhu zvizhinji nemifananidzo, uye mukudzidzisa kwake akati, See the chapter |