Mapisarema 95:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Pasi pakadzamisisa pari mumaoko ake, kunyange nhungamakore dzamakomo ndedzake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nɀimbo dzakadzika dzapasi dziri muruʋoko rwake; Misoro yamakomo ndeyake ʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Nzvimbo dzakadzika dzapasi dziri muruoko rwake; Misoro yamakomo ndeyakewo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pasi pakadzamisisa pari mumaoko ake, kunyange nhungamakore dzamakomo ndedzake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Nzvimbo dzakadzika dzapanyika dziri muruoko rwake, uye misoro yamakomo ndeyake. See the chapter |