Online Bible

- Advertisements -




Mapisarema 95:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Kwamakore makumi mana ndakasema chizvarwa ichocho ndikati, “Vanhu vakarasika ava, vasina hanya nenzira dzangu.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ndakaŋga ndineshuŋgu pamsoro porudzi urwo makore makumi manna, Ndikati: Ndiʋanhu ʋakarashika pamŋoyo yaʋo, Haʋana‐kuziʋa nzira dzaŋgu;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Ndakanga ndine shungu pamusoro porudzi urwo makore makumi mana, Ndikati, ‘Ndivanhu vakarashika pamwoyo yavo, Havana kuziva nzira dzangu;’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Kwamakore makumi mana ndakasema chizvarwa ichocho ndikati, “Vanhu vakarasika ava, vasina hanya nenzira dzangu.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Ndakatsamwira rudzi urwu kwamakore makumi mana; ndakati, “Ava vanhu vane mwoyo yakatsauka, uye havana kuziva nzira dzangu.”

See the chapter Copy




Mapisarema 95:10

Follow us:

Advertisements


Advertisements