Mapisarema 92:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Asi imi makandisimbaradza senyanga yenyati, makandizodza namafuta mutsva. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Asi runyaŋga rwaŋgu makarusimudza sorunyaŋga rwenyati; Ndakazodzwa namafuta matȿa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Asi runyanga rwangu makarusimudza sorunyanga rwenyati; Ndakazodzwa namafuta matsva. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Asi imi makandisimbaradza senyanga yenyati, makandizodza namafuta mutsva. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Makasimudzira runyanga rwangu sorwenyati; mafuta akaisvonaka akadururirwa pamusoro pangu. See the chapter |