Online Bible

- Advertisements -




Mapisarema 91:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Uchangozvitarisawo nameso kuti uone mubayiro wavakaipa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ucaŋgoɀitarira hako nameso ako, Ukaʋona muɓayiro waʋakaipa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Uchangozvitarira hako nameso ako, Ukaona mubayiro wavakaipa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Uchangozvitarisawo nameso kuti uone mubayiro wavakaipa.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Uchangozviona nameso ako chete, uye uchaona kurangwa kwavakaipa.

See the chapter Copy




Mapisarema 91:8

Follow us:

Advertisements


Advertisements