Mapisarema 91:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Nokuti achakununura kumunhu anokuteya zvakaipa uye kudenda rinoparadza. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nokuti iye ucakurwira parugombe rwomuteyi weshiri, Napahosha inoʋuraya ɀikuru. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Nokuti iye achakurwira parugombe rwomuteyi weshiri, Napahosha inouraya zvikuru. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Nokuti achakununura kumunhu anokuteya zvakaipa uye kudenda rinoparadza. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Zvirokwazvo achakuponesa parugombe rwomuteyi napadenda rinouraya. See the chapter |