Mapisarema 90:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Munopindura munhu kuva huruva munongoti vanhu, “Dzokerai kune zvamakanga muri.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Munodzosera munhu kuguruʋa; Muciti: Dzokai ʋana ʋaʋanhu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Munodzosera munhu kuguruva; Muchiti, “Dzokai vana vavanhu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Munopindura munhu kuva huruva munongoti vanhu, “Dzokerai kune zvamakanga muri.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Munodzosera vanhu kuguruva zvakare, muchiti, “Dzokerai kuguruva, imi vanakomana vavanhu.” See the chapter |