Mapisarema 9:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Uye, anotonga pasi pose zvakarurama anotongawo marudzi avanhu pachokwadi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ucatoŋga nyika nokururama, Ucatoŋga ʋanhu ɀakafanira. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Achatonga nyika nokururama, Achatonga vanhu zvakafanira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Uye, anotonga pasi pose zvakarurama anotongawo marudzi avanhu pachokwadi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Achatonga nyika nokururama; achatonga marudzi nokururamisira. See the chapter |