Mapisarema 9:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona16 TENZI anozviratidza agotonga, vakaipa vachiteiwa nezvavanoita namaoko avo. Moimbira pasi, Dzepfunde See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Jehova wakaɀiziʋisa, wakatoŋga; Wakaipa wakateyiwa neɓasa ramaʋoko ake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Jehovha wakazvizivisa, akatonga; Akaipa wakateyiwa nebasa ramaoko ake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 TENZI anozviratidza agotonga, vakaipa vachiteiwa nezvavanoita namaoko avo. Moimbira pasi, Dzepfunde See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Jehovha anozivikanwa nokururamisira kwake; vakaipa vakateyiwa namabasa amaoko avo. Higayoni. Sera See the chapter |