Mapisarema 89:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 ‘Ndichaita kuti zvizvarwa zvako zvivepo nokusingaperi ndigosimbisa chigaro chako choumambo pazvizvarwa zvose.’ ” Dzepfunde. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ndicamisa ʋana ʋako nokusiŋgaperi, Nokuʋaka cigaro cako coʋushe kuȿikira kumarudzi namarudzi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 ‘Ndichamisa vana vako nokusingaperi, Nokuvaka chigaro chako choushe kusvikira kumarudzi namarudzi.’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 ‘Ndichaita kuti zvizvarwa zvako zvivepo nokusingaperi ndigosimbisa chigaro chako choumambo pazvizvarwa zvose.’ ” Dzepfunde. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 ‘Ndichasimbisa imba yako nokusingaperi, uye ndichasimbisa chigaro chako choushe kuzvizvarwa zvose.’ ” Sera See the chapter |