Mapisarema 89:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona34 Handimbotyora chitenderano changu kana kusandura zvandakataura. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Suŋgano yaŋgu handiŋgaiɀidzi, Kana kushandura cinhu cakaɓuɗa pamuromo waŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200234 Sungano yangu handingaizvidzi, Kana kushandura chinhu chakabuda pamuromo wangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Handimbotyora chitenderano changu kana kusandura zvandakataura. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Handizozvidzi sungano yangu kana kushandura zvakarehwa nemiromo yangu. See the chapter |