Mapisarema 89:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 Wandakawana wacho ndiDhavhidhi, muranda wangu. Ndakamuzodza namafuta angu anoera, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ndakawana Davidi muranda waŋgu; Ndakamuzodza namafuta aŋgu matȿene; See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Ndakawana Dhavhidhi muranda wangu; Ndakamuzodza namafuta angu matsvene; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Wandakawana wacho ndiDhavhidhi, muranda wangu. Ndakamuzodza namafuta angu anoera, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Ndakawana Dhavhidhi muranda wangu; ndakamuzodza namafuta matsvene. See the chapter |