Mapisarema 88:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Ndavakutoverengerwa pakati paavo vanodzika kunzvimbo yavakafa. Ndiri murume asisina simba See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ndinoʋereŋgwa pamŋe cete naʋanoɓurukira kugomba; Ndakafanana nomunhu unoshaiwa muɓatsiri; See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Ndinoverengwa pamwechete navanoburukira kugomba; Ndakafanana nomunhu anoshaiwa mubatsiri; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ndavakutoverengerwa pakati paavo vanodzika kunzvimbo yavakafa. Ndiri murume asisina simba See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ndinoverengwa pakati paavo vakaburukira kugomba; ndava somunhu asina simba. See the chapter |