Mapisarema 85:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 Mwari makafadzwa nenyika yenyu, makadzorera vokwaJakobho zvavakangavari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Jehova, makafarira nyika yenyu; Makadzosa Jakobo pakutapxa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Jehovha, makafarira nyika yenyu; Makadzosa Jakobho pakutapwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mwari makafadzwa nenyika yenyu, makadzorera vokwaJakobho zvavakangavari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Makanzwira nyasha nyika yenyu, imi Jehovha; makadzosera Jakobho nhaka yake. See the chapter |