Mapisarema 84:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Kunyange nzvidya inowanawo pokugara, kashiri kachizvivakira dendere rako pakanogona kukandirira vana vako kuatari dzenyu imi TENZI wehondo nehondo mambo wangu naMwari wangu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀirokwaɀo, shiri yakaɀiwanira imba, Nyeŋganyeŋga yakaɀiwanira ɗendere, painoisa ʋana ʋayo, Ipo paartari dzenyu, Jehova wehondo, Mambo waŋgu, naMŋari waŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Zvirokwazvo, shiri yakazviwanira imba, Nyenganyenga yakazviwanira dendere, painoisa vana vayo, Ipo paaritari dzenyu, Jehovha wehondo, Mambo wangu, naMwari wangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Kunyange nzvidya inowanawo pokugara, kashiri kachizvivakira dendere rako pakanogona kukandirira vana vako kuatari dzenyu imi TENZI wehondo nehondo mambo wangu naMwari wangu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Kunyange shiri diki yakazviwanira imba, nenyenganyenga yakazviwanirawo dendere kwaingachochonyera vana vayo, iyo nzvimbo iri pedyo nearitari yenyu, imi Jehovha Wamasimba Ose, Mambo wangu naMwari wangu. See the chapter |