Mapisarema 84:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Ndinobva ndatorwa mwoyo chaizvo, ndinodisisa kwazvo mipanda yaTENZI mwoyo wangu nenyama yangu zvinoimbira Mwari mupenyu norufaro. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Mŋeya waŋgu unoshuʋa, ɀirokwaɀo unopaŋga ʋazhe dzaJehova; Mŋoyo waŋgu nenyama yaŋgu ɀinoɗana kunaMŋari mupenyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Mweya wangu unoshuva, zvirokwazvo unopanga vazhe dzaJehovha; Mwoyo wangu nenyama yangu zvinodana kuna Mwari mupenyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ndinobva ndatorwa mwoyo chaizvo, ndinodisisa kwazvo mipanda yaTENZI mwoyo wangu nenyama yangu zvinoimbira Mwari mupenyu norufaro. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Mweya wangu unopanga, uye unotoziya, nokuda kwezvivanze zvaJehovha; mwoyo wangu nenyama yangu zvinodana kuna Mwari mupenyu. See the chapter |