Online Bible

- Advertisements -




Mapisarema 81:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Pakutambudzika kwako wakadanidzira ndikakununura. Ndakakupindura ndiri pakavanda ndiri makavanda mumheni. Ndakakuedza pamvura iya yokuMeribha.” Dzepfunde.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Iwe wakaɗana pakutambudzika, ndikakurwira; Ndakakupindura ndiri panoʋanda kutinhira; Ndakakuidza pamvura zhinji yeMeriba.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Iwe wakadana pakutambudzika, ndikakurwira; Ndakakupindura ndiri panovanda kutinhira; Ndakakuidza pamvura zhinji yeMeribha.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Pakutambudzika kwako wakadanidzira ndikakununura. Ndakakupindura ndiri pakavanda ndiri makavanda mumheni. Ndakakuedza pamvura iya yokuMeribha.” Dzepfunde.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Pakutambudzika kwako wakadana ini ndikakununura, ndakakupindura ndiri mugore rokutinhira; ndakakuedza pamvura zhinji yeMeribha. Sera

See the chapter Copy




Mapisarema 81:7

Follow us:

Advertisements


Advertisements