Mapisarema 78:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 zvinhu zvatakanzwa zvatinoziva, zvatakaudzwa namadzitateguru edu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀatakanzwa neɀatakaziʋa, Neɀatakaʋudzwa namadziɓaɓa eɗu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Zvatakanzwa nezvatakaziva, Nezvatakaudzwa namadzibaba edu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 zvinhu zvatakanzwa zvatinoziva, zvatakaudzwa namadzitateguru edu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 zvatakanzwa nezvatakaziva, zvatakaudzwa namadzibaba edu. See the chapter |