Mapisarema 78:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona25 Vanhu vakadya chingwa chavatumwa, akavatumira chokudya chakawanda. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ʋanhu ʋakadya ciŋgwa caʋatumŋa; Wakaʋatumira ɀokudya kuȿikira ʋaguta. See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 Vanhu vakadya chingwa chavatumwa; Akavatumira zvokudya kusvikira vaguta. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Vanhu vakadya chingwa chavatumwa, akavatumira chokudya chakawanda. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Vanhu vakadya chingwa chavatumwa; akavatumira zvokudya zvose zvavaigona kudya. See the chapter |