Mapisarema 78:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 Zvakadaro zvazvo akataurira matenga kumusoro akazarura makonhi okudenga. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Kunyaŋge ɀakaɗaro wakaraira ɗeŋga rose kumsoro, Akazarura mikoʋa yokuɗeŋga; See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Kunyange zvakadaro wakaraira denga rose kumusoro, Akazarura mikova yokudenga; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Zvakadaro zvazvo akataurira matenga kumusoro akazarura makonhi okudenga. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Asi akarayira matenga kumusoro akazarura makonhi okumatenga; See the chapter |