Mapisarema 78:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona13 Akaganhura gungwa akavapfuudza nomo akamisa mvura kuita murwi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Wakapamura guŋgwa, akaʋayambusa; Akamisa mvura ikafanana nomurwi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Wakapamura gungwa, akavayambusa; Akamisa mvura ikafanana nomurwi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akaganhura gungwa akavapfuudza nomo akamisa mvura kuita murwi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Akapamura gungwa akavayambutsa napakati; akaita kuti mvura imire yakasimba sorusvingo. See the chapter |