Mapisarema 77:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona16 Mvura payakakuonai Mwari, mvura payakakuonai yakatya. Hongu hwenje hwakadedera. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Mvura zhinji yakakuʋonai, Mŋari; Mvura zhinji yakakuʋonai, ikatya; Pakadzika pakabvunda. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Mvura zhinji yakakuonai, Mwari; Mvura zhinji yakakuonai, ikatya; Pakadzika pakabvunda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Mvura payakakuonai Mwari, mvura payakakuonai yakatya. Hongu hwenje hwakadedera. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Mvura zhinji yakakuonai, imi Mwari, mvura zhinji yakakuonai ikatya; kwakadzika chaiko kwakabvunda. See the chapter |