Mapisarema 77:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 Ndinoridza mhere kuna Mwari, mhere kuna Mwari kuti andinzwe. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ndicaɗana kunaMŋari nenzwi raŋgu; Kunaiye Mŋari nenzwi raŋgu, ucarerekera nzeʋe yake kwandiri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Ndichadana kuna Mwari nezwi rangu; kuna iye Mwari nezwi rangu, acharerekera nzeve yake kwandiri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Ndinoridza mhere kuna Mwari, mhere kuna Mwari kuti andinzwe. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Ndakadanidzira kuna Mwari kuti andibatsire; ndakadana kuna Mwari kuti andinzwe. See the chapter |