Mapisarema 75:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Ndinoti kuna vanozvikudza, “Musazvikudze” kuvakaipa ndinoti, “Musasimudze musoro.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ndakati kunaʋanamanyawi: Regai kuita namanyawi; Nokunaʋakaipa: Regai kusimudza runyaŋga. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Ndakati kuna vana manyawi, ‘Regai kuita namanyawi;’ Nokuna vakaipa, ‘Regai kusimudza runyanga.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ndinoti kuna vanozvikudza, “Musazvikudze” kuvakaipa ndinoti, “Musasimudze musoro.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Kuna vanozvikudza ndinoti, ‘Regai kuzvikudzazve,’ uye kuna vakaipa, ndinoti, ‘Regai kusimudza nyanga dzenyu. See the chapter |