Mapisarema 5:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Inzwai izwi rokuchema kwangu, Mwari wangu naMambo wangu nokuti ndinonamata kwamuri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Tererai inzwi rokucema kwaŋgu, imi Mambo waŋgu, naMŋari waŋgu; Nokuti ndinonyeŋgetera kwamuri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Teererai izwi rokuchema kwangu, imi Mambo wangu, naMwari wangu; Nokuti ndinonyengetera kwamuri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Inzwai izwi rokuchema kwangu, Mwari wangu naMambo wangu nokuti ndinonamata kwamuri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Teererai inzwi rokuchema kwangu, Mambo wangu naMwari wangu, nokuti ndinonyengetera kwamuri. See the chapter |