Mapisarema 22:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Asi ini ndiri honye, handisi munhu ndinoshorwa navanhu, ndinozvidzwa navanhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Asi ini ndiri honye, handizi munhu; Ndiri cinhu cinoɀidzwa naʋanhu, cinoshoʋorwa naʋanhu ʋose. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Asi ini ndiri honye, handizi munhu; Ndiri chinhu chinozvidzwa navanhu, chinoshorwa navanhu vose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Asi ini ndiri honye, handisi munhu ndinoshorwa navanhu, ndinozvidzwa navanhu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Asi ini ndiri honye kwete munhu, ndinozvidzwa navanhu uye ndinoshorwa namarudzi. See the chapter |