Mapisarema 22:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona31 zvichauyawo zvigoparidza ururami hwake kuvanhu vachatozozvarwa kuti, “TENZI akazviita.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ʋacaʋuya ʋaciɗudzira kururama kwake Kuʋanhu ʋacazoɀarwa, kuti ndiye wakaɀiita. See the chapterShona Bible 1949 revised 200231 Vachauya vachidudzira kururama kwake Kuvanhu vachazozvarwa, kuti ndiye wakazviita. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 zvichauyawo zvigoparidza ururami hwake kuvanhu vachatozozvarwa kuti, “TENZI akazviita.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Vachaparidza kururama kwake kuvanhu vasati vaberekwa, nokuti akazviita. See the chapter |