Mapisarema 22:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona27 Nyika dzapasi pano dzicharangarira dzigodzokera kuna TENZI mhuri dzose dzamarudzi avanhu dzigwadame pamberi penyu See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Migumo yose yenyika icaraŋgarira nokudzokera kunaJehova; Marudzi ose aʋahedeni acanamata kwamuri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 Migumo yose yenyika icharangarira nokudzokera kuna Jehovha; Marudzi ose avahedheni achanamata kwamuri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Nyika dzapasi pano dzicharangarira dzigodzokera kuna TENZI mhuri dzose dzamarudzi avanhu dzigwadame pamberi penyu See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Migumo yose yenyika icharangarira igodzokera kuna Jehovha, uye mhuri dzendudzi dzose dzichapfugama pamberi pake, See the chapter |