Online Bible

- Advertisements -




Mapisarema 22:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Musave kure neni nokuti nhamo iri padyo uye hapana wokundibatsira.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Regai kuʋa kure neni; nokuti njodzi iri pedyo; Nokuti hapana‐uŋgaɓatsira.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Regai kuva kure neni; nokuti njodzi iri pedyo; Nokuti hapana angabatsira.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Musave kure neni nokuti nhamo iri padyo uye hapana wokundibatsira.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Regai kuva kure neni, nokuti dambudziko riri pedyo uye hakuna angabatsira.

See the chapter Copy




Mapisarema 22:11

Follow us:

Advertisements


Advertisements