Mapisarema 18:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Nyika yakadedera ikandengendeka, nheyowo dzamakomo dzakazunguzika dzikatetemera nokuti akanga ashatirwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ipapo nyika yakazunuŋguka, ikaɗeɗera; Nheyo dzamakomo ʋo dzakaɗeŋgenyeka, Dzikazunuŋguswa, nokuti wakaŋga akatsamŋa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Ipapo nyika yakazununguka, ikadedera; Nheyo dzamakomowo dzakadengenyeka, Dzikazununguswa, nokuti akanga akatsamwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Nyika yakadedera ikandengendeka, nheyowo dzamakomo dzakazunguzika dzikatetemera nokuti akanga ashatirwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Nyika yakadedera ikadengenyeka, uye nheyo dzamakomo dzakazunguzika; See the chapter |