Online Bible

- Advertisements -

Mapisarema 18:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 TENZI ndiye bako rangu, ndiye nhare nomununuri wangu. Mwari wangu ndiye bako rangu, maari ndimo mandinopotera. Ndiye nhoo yangu, ndiye ane simba rokundiponesa ndiye nhare yangu yokuzvidzivirira nayo muhondo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Jehova iɗombo raŋgu, nenhare yaŋgu, nomurwiri waŋgu; Mŋari waŋgu, ɗombo raŋgu, wandicaʋimba naye; Nhoʋo yaŋgu, norunyaŋga rwokuponeswa kwaŋgu, shoŋgwe yaŋgu yakakwirira.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Jehovha idombo rangu, nenhare yangu, nomurwiri wangu; Mwari wangu, dombo rangu, wandichavimba naye; Nhoo yangu, norunyanga rwokuponeswa kwangu, shongwe yangu yakakwirira.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 TENZI ndiye bako rangu, ndiye nhare nomununuri wangu. Mwari wangu ndiye bako rangu, maari ndimo mandinopotera. Ndiye nhoo yangu, ndiye ane simba rokundiponesa ndiye nhare yangu yokuzvidzivirira nayo muhondo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Jehovha ndiye dombo rangu, nhare yangu, murwiri wangu; Mwari wangu ndiye dombo rangu, wandinovanda maari. Ndiye nhoo yangu norunyanga rworuponeso rwangu, shongwe yangu.

See the chapter Copy

Mapisarema 18:2

Follow us:

Advertisements

Advertisements