Mapisarema 16:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Naizvozvo mwoyo wangu unofara, mweya wangu unopembera; kana muviri wangu uchava norugare. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Naiɀoɀo mŋoyo waŋgu unofara, kukudzwa kwaŋgu kunofarisisa; Nyama yaŋgu ʋo icagara yakaceŋgetwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Naizvozvo mwoyo wangu unofara, kukudzwa kwangu kunofarisisa; Nyama yanguo ichagara yakachengetwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Naizvozvo mwoyo wangu unofara, mweya wangu unopembera; kana muviri wangu uchava norugare. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Naizvozvo mwoyo wangu unofara uye rurimi rwangu runopururudza; muviri wanguwo uchazorora zvakanaka, See the chapter |