Mapisarema 16:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Muganhu wangu waenda napakanaka. Hakusi kunaka ikoko kwakaita nhaka yangu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Rwonzi rwokuyera rwakandiyerera nɀimbo dzakanaka; Ɀirokwaɀo, nhaka yaŋgu yakaiȿo‐naka. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Rwonzi rwokuyera rwakandiyerera nzvimbo dzakanaka; Zvirokwazvo, nhaka yangu yakaisvonaka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Muganhu wangu waenda napakanaka. Hakusi kunaka ikoko kwakaita nhaka yangu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ndakayererwa miganhu panzvimbo yakanaka; zvirokwazvo ndine nhaka inofadza. See the chapter |