Mapisarema 150:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Murumbidzei netambureni muchitamba murumbidzei nenyere namabhanjo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Murumbidzei neŋgoma nokutamba; Murumbidzei noʋuɗimbga nenyere. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Murumbidzei nengoma nokutamba; Murumbidzei nohudimbwa nenyere. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Murumbidzei netambureni muchitamba murumbidzei nenyere namabhanjo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Murumbidzei nematambureni muchitamba, murumbidzei norudimbwa nenyere. See the chapter |