Mapisarema 12:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Munhu wose ava kungotaurira nhema kune mumwe wake; vanhu vava kutaurirana zvisinganyatsonzwisisika; vanonakisa mukanwa zvenhando vachishandisa mazwi anoreva zvinhu zvakasiana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ʋanotaura mumŋe nomumŋe ɀisinamaturo nowokwake; Ʋanotaura nomuromo unoɓata kumeso, ʋuye nemŋoyo miʋiri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Vanotaura mumwe nomumwe zvisina maturo nowokwake; Vanotaura nomuromo unobata kumeso, uye nemwoyo miviri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Munhu wose ava kungotaurira nhema kune mumwe wake; vanhu vava kutaurirana zvisinganyatsonzwisisika; vanonakisa mukanwa zvenhando vachishandisa mazwi anoreva zvinhu zvakasiana. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Mumwe nomumwe anorevera wokwake nhema; miromo yavo inobata kumeso nokutaura zvinonyengera. See the chapter |