Online Bible

- Advertisements -




Mapisarema 101:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Ndichangwaririra mufambiro wakarurama. Ko imi muchauyawo kwandiri rini? Ini ndichafamba nomwoyo wakatendeka mumba mangu.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ndicaita ɀose nokuŋgwara panzira yakarurama; Haiwa, mucaʋuya kwandiri riniko? Ndicafamba mumba maŋgu nomŋoyo wakarurama.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Ndichaita zvose nokugwara panzira yakarurama; Haiwa, muchauya kwandiri riniko? Ndichafamba mumba mangu nomwoyo wakarurama.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Ndichangwaririra mufambiro wakarurama. Ko imi muchauyawo kwandiri rini? Ini ndichafamba nomwoyo wakatendeka mumba mangu.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Ndichangwarira kurarama upenyu husina chahungapomerwa. Muchauya riniko kwandiri? Ndichafamba mumba mangu nomwoyo usina chaungapomerwa.

See the chapter Copy




Mapisarema 101:2

Follow us:

Advertisements


Advertisements