Mapisarema 100:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Zvizivei kuti TENZI ndiMwari, ndiye akatisika uye kuti tiri vake. Tiri vanhu vake, hwai dzake dzaanochengeta. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ziʋai kuti Jehova ndiye Mŋari; Ndiye wakatiita, tiri ʋanhu ʋake; Tiri ʋanhu ʋake, namakwai anofudzwa naye. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Zivai kuti Jehovha ndiye Mwari; Ndiye wakatiita, tiri vanhu vake; Tiri vanhu vake, namakwai anofudzwa naye. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Zvizivei kuti TENZI ndiMwari, ndiye akatisika uye kuti tiri vake. Tiri vanhu vake, hwai dzake dzaanochengeta. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Zivai kuti Jehovha ndiye Mwari. Ndiye akatisika, uye tiri vake; tiri vanhu vake, namakwai anofudzwa naye. See the chapter |