Mapisarema 10:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Munhu wakaipa anototi sika sika zvake kudzingirira murombo. Itai kuti vabatwe nemisungo yavakazviteera See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Pakuɀikudza kwake wakaipa unotambudza murombo ɀikuru; Ŋgaʋaɓatwe namano aʋakafuŋga. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Pakuzvikudza kwake akaipa anotambudza murombo zvikuru; Ngavabatwe namano avakafunga. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Munhu wakaipa anototi sika sika zvake kudzingirira murombo. Itai kuti vabatwe nemisungo yavakazviteera See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Pakuzvikudza kwake munhu akaipa anovhima vasina simba, vanobatwa namano okufunga kwake. See the chapter |