Johane 9:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 “Tinofanira kuita mabasa euyo akandituma kuchakachena. Usiku huri kuuya hwokuti hapana anozokwanisa kushanda. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Tinofanira kuɓate‐ɓasa rowakandituma, aciri masikati; ʋusiku bgunoʋuya, bgusiŋgagoni munhu kuɓate‐ɓasa nabgo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Ndinofanira kubata basa rowakandituma, achiri masikati; usiku hunouya, husingagoni munhu kubata basa nahwo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 “Tinofanira kuita mabasa euyo akandituma kuchakachena. Usiku huri kuuya hwokuti hapana anozokwanisa kushanda. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Kana achiri masikati kudai, tinofanira kubata basa raiye akandituma. Usiku huri kuuya, husina munhu angagona kushanda basa nahwo. See the chapter |