Johane 9:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona39 Jesu ndokubva ati: “Ndakauya kuti vanhu vazvitongese kuti vasingaoni vaone uye kuti vanoona varege kuona.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Jesu akati: Kutoŋga ndiko kwandaʋuyira panyika ino, kuti ʋasiŋgaʋoni, ʋaʋone; naʋanoʋona ʋaʋe mapofu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200239 Jesu akati, “Kutonga ndiko kwandauyira panyika ino, kuti vasingaoni, vaone; navanoona vave mapofu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Jesu ndokubva ati: “Ndakauya kuti vanhu vazvitongese kuti vasingaoni vaone uye kuti vanoona varege kuona.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Jesu akati, “Kutonga ndiko kwandakavinga munyika ino, kuitira kuti mapofu aone uye avo vanoona vave mapofu.” See the chapter |