Online Bible

- Advertisements -




Johane 9:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 Jesu akamuti, “Wamuona, ndini iye uno ari kutaura kwauri.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 Jesu akati kwaari: Wamuʋona, ʋuye, ndiye unotaura newe.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

37 Jesu akati kwaari, “Wamuona, uye, ndiye unotaura newe.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Jesu akamuti, “Wamuona, ndini iye uno ari kutaura kwauri.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

37 Jesu akati, “Wamuona zvino; uye ndiye ari kutaura newe.”

See the chapter Copy




Johane 9:37

Follow us:

Advertisements


Advertisements