Johane 9:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona32 Kubvira pakutanga kwapasi, hakuna kumbonzwika kuti pane akambozarura maziso omunhu akazvarwa ari bofu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Kubvira pakutaŋga hakunakumbonzwika, kuti mumŋe wakaȿinudza meso omunhu, wakaɓerekwa riri ɓofu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200232 Kubvira pakutanga hakuna kumbonzwika, kuti mumwe akasvinudza meso omunhu, akaberekwa riri bofu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Kubvira pakutanga kwapasi, hakuna kumbonzwika kuti pane akambozarura maziso omunhu akazvarwa ari bofu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Hakuna munhu akatombonzwa nezvokusvinudzwa kwameso omunhu akaberekwa ari bofu. See the chapter |