Online Bible

- Advertisements -




Johane 9:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Tinoziva kuti Mwari haateeri vatadzi, asi kana munhu ari munamati waMwari, uye achiita kuda kwake, Mwari anomunzwa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Tinoziʋa kuti Mŋari haanzwi ʋatadzi; asi kana munhu acishumira Mŋari, aciita kuɗa kwake, unomunzwa iye.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Tinoziva kuti Mwari haanzwi vatadzi; asi kana munhu achishandira Mwari, achiita kuda kwake, anomunzwa iye.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Tinoziva kuti Mwari haateeri vatadzi, asi kana munhu ari munamati waMwari, uye achiita kuda kwake, Mwari anomunzwa.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Tinoziva kuti Mwari haanzwi vatadzi. Anonzwa munhu anomutya uye anoita kuda kwake.

See the chapter Copy




Johane 9:31

Follow us:

Advertisements


Advertisements