Johane 9:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona24 Naizvozvo vakadaidzazve kechipiri munhu uya akaberekwa ari bofu vakamuti, “Iwe remekedza Mwari, isu tinoziva kuti munhu uyu mutadzi.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino ʋakamuɗana ɀe rwecipiri, iye munhu wakaŋga ari ɓofu, ʋakati kwaari: Rumbidza Mŋari; isu tinoziʋa kuti munhu uyu mutadzi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Zvino vakamudanazve rwechipiri, iye munhu akanga ari bofu, vakati kwaari, “Rumbidza Mwari; isu tinoziva kuti munhu uyu mutadzi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Naizvozvo vakadaidzazve kechipiri munhu uya akaberekwa ari bofu vakamuti, “Iwe remekedza Mwari, isu tinoziva kuti munhu uyu mutadzi.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Vakadanazve murume uya akambenge ari bofu kechipiri. Vakati kwaari, “Ipa mbiri kuna Mwari. Isu tinoziva kuti murume uyu mutadzi.” See the chapter |