Online Bible

- Advertisements -




Johane 8:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Pavakazvinzwa vakaita rumwerumwe kubuda kuchitanga navakuru vacho. Jesu akasiiwa angova oga nomukadzi uya amire pamberi pake.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ɀino iʋo ʋakati ʋaciɀinzwa, hana dzaʋo dzikaʋaroʋa, ʋakaɓuɗa mumŋe‐mumŋe, kutaŋga ʋakuru kuȿikira kunowokupedzisira; Jesu akasara ari oga, nomukadzi wakaŋga amire pakati paʋo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Zvino ivo vakati vachizvinzwa, hana dzavo dzikavarova, vakabuda mumwe-mumwe, kutanga vakuru kusvikira kuno wokupedzisira; Jesu akasara ari oga, nomukadzi akanga amire pakati pavo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Pavakazvinzwa vakaita rumwerumwe kubuda kuchitanga navakuru vacho. Jesu akasiiwa angova oga nomukadzi uya amire pamberi pake.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Vakati vanzwa izvi, vose vakatanga kubva vachiita mumwe mumwe, kutanga vakuru, kusvikira Jesu asara oga, uye mukadzi achakangomirapo.

See the chapter Copy




Johane 8:9

Follow us:

Advertisements


Advertisements